LightReader

Chapter 10 - C16

*TRUE LOVE DON'T EXIST*

WRITTEN BY

AUTHORESS

MAY JAYDEN

NO UNDER 18 YEARS 😉

VERY ROMANTIC AND SENSITIVE STORY 📌📌📌📌

Chapter 16

Mota yaakakwira yakaenda ndakatarisa ndikasara ndakamira nabmnn Lazzy avo vakabva vati "Vanodzoka vachikutorai murikuona iri type ini inkda kugara kure nemukadzi wayo here iyoyi anotodzoka muchaona odzoka achikutorai ...Haoana zvamuri kuda here panapa ndikutengerei .

Taive pamashops kaa ndakabva ndati

"Handina chandukuda ini .

Ndaive ndatofizuka nekuenda kwaLee zvokuti ndaive ndototanga kumusuwa zvangu ini ..Ipapo takadzoka kumba ndikawana mama vatopedza kubika chikafu chokuseni ..takanwa tea nemagogoya ndizvo zvaive zvabikwa zvacho ...Patakapedza ndakabva ndasika ndokuenda kuroom kwangu ndokuchiitabfoni yangu on nekuti kubva zvandaive ndakaidzima paya pandaitaura naMark handina kuzomboita on ft asi ndakabva ndaiita on ndaida kufonera murume wangu asi foni yakaita seichafiriza chaiko nekuda kwemamessages aipindamo ayo airatidzwa kuti aive akasendwa panguva yandaive ndakadzima foni yacho ..Ndakati ndaizoona nezvawo ndaida kumbotanga ndafonera murume wangu .Ndakabva ndafona haana kumbotana kudera .Akadera akati

"Bby

Ndakadeera ndichiti

"Ddy

Apa kungonxwa chete voice rake kwakaita kuti ndinerote achibva ati

"Urisei

"Handisi boe

"Usadaro bby you will make me worried

Ndakabva ndati

"Ehe itai worried mudzoke kuzonditora dai mukandisuwa everyday mobva makasika kudzoka

Akaseka achiti

"Chero neni ndozvandukuda izvozvo .Saka wasara boe here

"Ehe ndasara boe asi ndukukufungai

Ndakadaro zvikanzi

"Kana neni shaa ndirikukufunga saka urikuitei izvezvi

"Hapana ndakarara

"Wakarara sei

"Ndakarara nemusana

"Ndiuye here

"Hii imi asi masvika kani

Ndakadaro nekuti mumota yaive akwira anga akwira mberi saka hapana paizotaura zvakai ari pana driver wacho ..Asi akabva ati

"Handisati ndasvika ini

"Saka mukutaura zvakadaro driver uya achikunzwai

"Zvinei naye it's not like ndukutaura nemukadzi wakezve ini

Ndakabva ndaseka ndikati

"Oky mozondifonera masvika

"Ehe ndokufonera

Akabva akata ipapo ndakangosara ndichinzwa moyo kufara ...Ndokutangabkuona mamessage from vana sisi apa baba kana mama chero vana mukoma hapana kana aive akazomboisa message asi vana sisi vese vari 3 vaive vakaisa mamesage ekuti mamwe acho ndakatotadza kumaverenga ini nekuti anga akakura zvokutoita novel chaizvo asi handina kana kumbozviverenga ..Ndakangoona yanga yakanzi nasisi mai Lebo "Ungatotuka vabereki vako nekuda kwemusoja , Musoja chaiye dai waive wakaroorwa nemurume kwaye zvaive nani

Ipapo handina kumboda kupedza kuverenga mamwe aitevera ndakabva ndatingotaga iyoyo ndikati

"Imi zvamakaroorwa neasiri musoja munei inga maingotsikwa everyday wani .Siyanai neni kana musikuda zvokutaura neni ndisiyei ndakadaro ...handina musi wandakambotukirira varume venyu so respect mine sezvanfinoita venyu mosiyana neni kana mashaiwa zvokutaura ..Munotaura zvokuti ndakatuka vabereku kupi kwandakatuka vabereki vangu ndepapi kana murimi makagadzira nyaya muchiudza vana baba kumba uko hameno ndikoko itai zvamafunga nxaaa

Ndakabva ndaisenda and ndaive ndatsamwa veduwee how can they say something like that sezvinonzi ndini ndaive ndatanga kuroorwa nemusoja ..saka zvirikuedza kunzi masoja ese haaroori here haiwa ngava miswe apa ndakaona vopindura sisi mai Lebo vakati

"Varume hauvazivi munin'ina wangu zvinenge tiri kukunzwira godo zvedu

Handina kumbononoka kupindura ndakavati

"Saka maida kuti ndisaroorwa here musafunga kuti kana venyu varume vasina kunyatsokwana zvoreva varume vese vanodaro ...

Pasina nguva ndakaona ndaiswa mugroup raive nana sisi vangu pamwechete neni ndikaona zvakare ndaiswa mugroup rechina chemadzimai umo mandakaona sisi mai Pee vachiita typing nguva yakareba asi vakazosenda message yanga yakanzi

"Vana mai batsiraiwo munin'ina wangu wandaisa mugroup muno uyo akatiziswa nemusoja zvino vabereki vakamiti adzoke kumba asi akaramba kusvika atotiza nemusoja uya nhai zvinoitawo here kuti aroorwe nemusoja masoja anoroora here kana kuti kuitiswa ...

Vanhu vese vakatanga kutaura vakati "Kudzosa munhu akuziva mboro kunoshupa munozodemba mangwana musiyei ari kumurume wake ..

Vanhu vaingopindura zvakawanda vamwe vaiti

"Akati musoja haarori ndiyani vanwe tinawo wani vototchembedzana navo "

Umwe akati "Vana baba ngavanzwisise vasiye mwana ari kumurume wake ...

Ndakatoona kuti hapana aienda against me munhu wese aingoti ndiye atanga kuroorwa here mwana iyeye siyai mwana ...

Ndakazoenda kugroup raive nana sisi vangu tiri 4 chete ndikaona vakuti

"Baba vakatsamwa ndikati

"Bt baba handina kutaura navo hameno kana paine akanotaura zvisizvo kunana baba hameno ...

Rakazovira ndotowirirana nana. Sisi vangu zvikanzi

"Saka apa uripi

Ndakativanyebera nekuti ndakafunga kuti vaigona kuudza vana baba vakauya nemapurisa pamba pana vamwene vangu saka ndakabva ndati

"Ndiri kumarondera

"Ndiko kwamakatiza muchienda here

"Ehe ndiko kwatiri kugara

Ndakadaro ndichinyeba zvikanzi nasisi mai Courage

"Saka bmnn varipi

"Vaenda kubasa

Takazoramba tichingotaura ...

Mazuva akafamba ndiripo pamba pemurume wangu iye arikubasa ndaingotaura naye pafoni achiti aive akapihwa 2 rooms padzimba dzaive mucamp imomo nekuti aive akataura kuri ane mukadzi saka ipapo ndakangoita 1 week chete ndiri kumba achibva atoti ndiuye nabmnn Lazzy akati akandiraira kuti nditakure gas uye mapoto ...Zvikanzi

"Nemaplates bby then

Ndigirewo dzimwe hembe isa mumonak hombe relether riri pamusoro pechidraw iro utakure ft negumbezi repuple riya nenechicomforter chebrown .Mari yandaive nayo ndakatenga bed nemamwe magumbezi maviri ..

"Makatenga rimwe bed ft

"Ehe riri kumba ikoko ngarigare ikoko hnty randaishandiaa kumashops riya rakushandiswa naLazzy saka rekumba ikoko ngarigare ikoko .Usakanganwa mapoto bby cz mumba macho mungorine bed chete nebucket rokugezera you know

"Oky ddy ko curten

"Hakuna uku bby ndukurara pakadaro ... Panotoda macurten maviri mudinning nemuberoom and window remudining rinotoda curten hombe ..Pihwa navanwene vako

"Oky ddy

Ndkadaro ndichinzwa kufara kani ndikati

"Ko mabuckets emvura

"Huya kana ne2 bby bt kuno hakunetse mvura ingorongedzawo samai vemba unotoziva zvinodiwa iwewe hnty

"Oky ddy

Apa ndaizoenda mangwana acho nabmnn Lazzy nerory rababa .saka ndakarara ndarongedza zvinhu zvaidiwa zvese and ndainzwa kufara kumwe kusingaite chaiko . Zvokuti manheru acho handina kunyatsombodya zvakanaka ndichifarira kuenda kune murume ndakabva ndaenda kunorara ndokutanga kutaura nemurume wangu zvikanzi

"Ndiri kushanda Day shaa ndakaneta ndaswera pabasa ndaive ndaenda kumarondera nebasa apa ndine nzara shaaa

"Hamuna kudya?

"Ehe handina handifariri beans manje kubarak uko kwabikwa sadza nebeans ndakadzivenga zvokutodaro ...Saka mukuuya kuseni hnty

"Ehe

"Oky bby apa ndinenge ndiri pabasa ...Chiuya ndakusuwa mukadzi wangu

"Kana neni ndakusuwai ende ndiri kufarira kuuya ikoko

"Ukufarira kuuya kusvirwaka

"Haaaa ayehwa ndukufarira kuuya kwamuri

"Unonyatsofarira chii pandiri nhai bby

"Zvese zviri pamuri ndozvifarira

"Kunyanya chii

"Zvese hapana chinokunda chimwe

Akabva aseka zvikanzi

"Bby unkfarira kubatwa part ipi pandinokubata paya ..Ndepapi pokuti unoti ndikakubata unomelta

"Pese ddy

"Pane paya pandokubata pokuti unobva wati

"Ddddyyyy

Akadaro achitedzerera kavoice kangu ndikati

"Aaa imika

"Ndiudze kani bby

"Ndofarira kuyamwiwa mazamo

Ndakadaro asi ndakunzwa kunyara sokuti anga aripo ndichimunyara zvikanzi

"Ndopane weakness yako here hapasi

"Saka ndepapi

"Matinji ndikangokubata matinji unobva watotota ipapo

Ende aitaura chokwadi ndakabva ndakutanga kunzwa kutoda zvikanzi

"Apa matinji acho unawo ndinonzwa mbor* kuita kuwedzera kumira kudai kana ndakamatarisa chete

"Ummmm musadaro kani

Ndakadaro ndakunzwa mafeelings kuti ave kukwira zvikanzi

"Urikunzwei bby

"Umm hapana zvandukunzwa

"Ini mboro yangu yatomira so zvokuti dakuti umoita yokugarira bby

"Ndokuita sei ikoko

"Ndichakudzidzisa zvese bby bt zvaizvezvi mbor* yangu yatomira ko iwewe ukunzwei

"Ndukunzwawo kuda

"Xuwa

"Ehe

"Ukunzwa chii kuri kuvhita vhita here kubeans uko

"Ehe kukudaro

"This time haurwadziwe uchaona ...

Akaramba achitaura neni zvezvinyadzi apa ndichinzwa kuti mafeelings angu akwira zvokuti paakazonditi good night ndaive ndichir kunzwa kuda kutaura naye ndichibva ndati

"Aiwa

"Chii

"Musarara

"Ndakunzwa hope kani bby

"Musarara

"Ndiite sei

"Rambai muchitaura neni

Akabva aseka zvikanzi

"Ndozotaura newe mangwana wauya chirara hnty

Akadaro ndikanzwisisa kuti anenge anga ane hope ndakabva ndarara ..Ndega ndainyatsonzwa kuti ndinodiwa ndaizvinzwira ndega kuti ndinodiwa ini ...moyo wangu waitondiudza kuti unodiwa iwe ...

The following day ndakatomuka na5 chaiko kugadzirira ndokugeza zvokuti 7 yakasara yochaya ndapedza basa rese pamwechete nekugeza bmnn Lazzy ndivo vanga vaotoda kundinonotsa ava vachingjramba vachitendera..Asi vakapedza ndikabva ndaoneka mama pamwechete nababa vakati

"Mofamaba zvakanaka monogara zvakanaka ikoko

Ndakavatenda ndokubva ndaenda nabmnn Lazzy ndakanopinda mumota kumberi zvikanzi

"Munhu akasununguka chaizvo .

Ndakabva ndaseka ndikati

"Ndiyani

"Iwewe mukadzi waRenadhi

Ndakabva ndaseka ft zvikanzi

"Urikufarazve kuenda kune murume

"Haa imi siyanai neni .

Vakabva vakudriver tikabva takuenda .Bt kwaisave kure zvavo nekuti vamwe vaitofamba netsoka kuenda ikoko takabva takusvika kutsanga guru kwacho kwaitove netulocation twaiveko asi takabva takunanga kukamp takasvika parimwe gate hombe repacamp asi paive nechiboom chaifana kusimudzwa nemasoja aive akamira paside pacho kuti tipinde mukati asi akabva auya kuside kwadriver akati

"Eeee zvakadini

"Aaaa shefu makadii zvenyu ndirikuperekedzawo mhuri yaganners Leonard

Vakadaro bmnn zvikanzi nemusoja uya

"Lenzo here

"Ehe

"Zvino rokuti Leonard nderekumba kwenyu isu kuno tomuti Lenzo..Eeeeeee lenzooo ,T1 deedza Lenzo auye kuno

Akadaro musoja uya ende ndakanzwa kudeedzwa kwake Lenso ndikaona ouya murume wangu akapfeka uniform uye akapikata pfuti kumusana aya maAK47 akaita kufitwa neuniform ummm ndakaita kumedza mate ndakatarisa murume wangu ndichinzwa kumusuwa chaiko akabva ati

"Dhimba vhurira mota iyo kani iwewe

Ipapo chiboom chakavhurwa bmnn vakabva vakudriver kupinda mukati apa ini maziso aive pamurume wangu chete uyo wandakatoona akanditarisawo ipapo bmnn vakabva vakumisa mota paside Lee akavhura door kumberi kuside kwandaive achibva akudzikisa pfuti ndokupa umwe musoja aivepaside naye ndokubva apinda kumberi kwataive uko kwaigara vanhu vatatu pamwechete nadriver kaive kakenda karori kacho saka inini ndakabva ndakugara pakati iye ari kumacheto achobva ati

"Pinda straight kuenda kuseri uko wotora left ...

Ipapo bmnn vakabva vakudriver vakati

"Mukuita sei blaz

"Boe wadii

Akadeera Lee achibva atarisa inini zvikanzi

"Hesi

Akadaro akanditarisa ndikati

"Ndiriboe munifara here

"Mushe ,Hauna kurasika here Lazzy

"Haiwa handina ini ndingarasika kuno here ..Sei maworks

"Lola Lola todiiko ,Sei kuden

"Kumba kuchiri boe ..

Takasvika pataienda pacho maitove nedzimba dzakawanda wanda ende dzakafanana futi maitove nevana vaitamba bora uye mamwe madzimai awo aiwacha zvikanzi nabmnn Lazzy

"Asi kuno vanhu vanotogara nemhuri dzavo kani

Lee akabva adeera akati

"Ehe haa rimwe team ratoone makore riri pano kutongoenda kumba paoff havasi vese vane vakadzi vavo kuno vamwe vanotogara vega ..

Akabva adzika mumota mushure mekunge yamira mota pamberi pemba ..Paakadzika akaramba akanditarisa ndiri mumota ndobva ati

"Dzika

Ndakabva ndadzika vakabva vakudzikisa zvinhu naBmnn ndokuisa zvinhu mumba umo maakavhura door iye Lee nekuti aive nemakey muhomwe make ..akavhura door vakapinza zvinhu zvese mumba ini ndokupindawo and mudinning macho maisave kana nechinhu hapana chaivemo maingove ground musina chinhu and ini ndaive ndatotakura chimwe chcarbord chandaive ndapihwa namama plus chimwe chaishandiswa naye Lee achiri kwaChiundu kumashops kuya Ende dinning racho raisambove hombe zvaro ...Saka ndimo matakaisa zvinhu imomo zvikanzi

"Ndipo pamba pacho so ini ndiripabasa rega iwewe Lazzy ukufamba sei

"Ndukuda kupinda neMutonazi pane matube engiro andatumwa namudhara ..Negirisi saka dakunozvitarisa mutown...

Vakadaro bmnn ende vanga varairwa zvinhu izvozvo ndichinzwa nababa Ipapo Lee akabva ati

"Saka wakutobaya here

"Ehe haa ndakutoenda ini pane chimwe here chinoda kuitwa ..Saka gulez mosara boe andika

"Maita basa bmnn

"Pachedu gulez mosara boe hnty

"Oky

Vakabva vabuda vese vari vaviri naLee asi Lee akabva adzoka achiti

"Ndodzoka manje manje ndichikuvigira chikafu

"Oky

"Sharp mubedroom ndimo umo

Akadaro achindinongedzera door raakandinongera ndakabva mdati

"Oky

Ndakadaro ndakamutarisa achibva akunditsonyera neziso rake zvokuti ndakatonzwa kumerera achibva akuti

"Ukuda kudyei

"Chero bt handina nzara moyo wangu wakasviba

"Kuno hakuna vana chicken inn saka ndotenga chii bt machips anowanika

"Munotenga henyu machips acho

"Oky tozotonotenga chikafu chemumba or mira ndidaiso

Akadaro achifamba kuenda mubedroom asi haana kugarisamo akabva abuda achiti akuenda ndakanzwa mota yakumutswa vakabva vakuenda ndakasara ndikatanga kutsvaira mumba macho maitove nemop nebroom rekutsvairisa ndakatana kutsvaira mumba macho kutangira mubedroom macho ende anga akatenga bed rakanaka ende ranga rakatonaka kudarika raive kumba iri raive necomfort yakanaka .Mumba macho maive nematiles saka hamuna kumbondinetsa kutsvaira nekuisa macurten ndakaita zvese ipapo vakadzoka vese vari vaviri nabmnn vakapinda nemaplastic aioneka kuti ane chikafu chegurosa ndakavatambira zvikanzi nabmnn

"Mumba munongoda mukadzi aaaaa mumba matabida manje manje apa makutolooker looker so

Be blessed...

More Chapters